Mashoko Emuzasi
e Mune dzimwe tsika, hama ndiyo inowanzopfimba hanzvadzi. Asi hapana chakaipa kuti hanzvadzi ipfimbe hama. (Rute 3:1-13) Kuti uwane mamwe mashoko, ona nyaya yakanzi “Vechiduku Vanobvunza Kuti . . . Ndingamuudza Sei Manzwiro Andinoita?” iri muMukai! yaNovember 8, 2004.