Mashoko Emuzasi
e Ona mifananidzo uye bhokisi rakanzi “Ungano Yakaita Sei?” Hama isingachaiti basa inozeza kupinda muImba yeUmambo, asi inokunda manzwiro airi kuita. Inogamuchirwa nemufaro uye inonakidzwa nekuwadzana nevamwe.