Mashoko Emuzasi
a Iyi ndiyo nyaya yekupedzisira panyaya nhatu dzinotevedzana dzinotaura nezvebhuku raZvakazarurwa. Sezvatichaona munyaya ino, vaya vanoramba vakatendeka kuna Jehovha vachava neupenyu hunofadza, asi vaya vanopikisa utongi hwaMwari vachava nemugumo unonyadzisa.