RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Tiri kurarama panguva iri kuitika zvinhu zvakawanda. Uprofita huri mubhuku raZvakazarurwa huri kuzadzika mazuva ano. Uprofita ihwohwo hunotibatsira sei? Nyaya ino nedzimwe nyaya mbiri dzinotevera dzichatibatsira kuona zvimwe zvinhu zviri mubhuku raZvakazarurwa. Dzichatiratidza kuti tingaramba sei tichiita kuti kunamata kwedu kugamuchirwe naJehovha Mwari nekuteerera zvinhu zvakanyorwa mubhuku iroro.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe