Mashoko Emuzasi
a Zvimwe zvisarudzo zvatinoita zvinogona kutisiya tiine nguva nesimba rakawanda kana kuti shoma pakushumira Jehovha. Vachangopinda muwanano vanofanira kuita zvisarudzo, uye zvisarudzo zvacho zvinogona kuchinja upenyu hwavo zvachose. Nyaya ino ichavabatsira kuti vaite zvisarudzo zvinoita kuti vafare muupenyu.