Mashoko Emuzasi
a Munyaya ino tichaona kunamata kwechokwadi kwakaratidzwa naJesu uye tichaongorora kuti vadzidzi vake vekutanga vaikutevedzera sei. Tichapawo uchapupu hwekuti Zvapupu zvaJehovha zviri kutevedzera muenzaniso iwoyo wekunamata kwechokwadi mazuva ano.