Mashoko Emuzasi
d Hama dzakabhabhatidzwa dzinokurudzirwa kushanda nesimba kuti dzizokodzera kuva vashumiri veungano uye vakuru. Kana uchida kuziva zvinhu zvinodiwa kuti munhu akodzere kuva mushumiri weungano kana mukuru, ona zvitsauko 5 ne6 zvebhuku raTakarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha.