Mashoko Emuzasi
b Unogona kuwanawo zvakaitika kune vamwe (1) muBhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza pasi pemusoro unoti “Bhaibheri,” wobva waenda pakanzi “Kubatsira Kwarinoita,” uye woenda pakanzi “‘Bhaibheri Rinochinja Upenyu’ (nyaya dzemuNharireyomurindi)” kana kuti (2) pachikamu chepaJW Library® chakanzi media woenda pakanzi “Kubvunzwa Nekutaura Zvakaitika.”