Mashoko Emuzasi
a Nyaya ino ichataura kuti Jesu akabatsira sei vanhu kuti vave vadzidzi vake uye kuti tingamutevedzera sei. Tichakurukurawo zvimwe zvinhu zviri mubhuku idzva rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara! Chinangwa chebhuku racho ndechekubatsira vadzidzi veBhaibheri kuti vafambire mberi kusvika pakubhabhatidzwa.