Mashoko Emuzasi
c KUTSANANGURWA KWEMIFANANIDZO: (kubva kumusoro zvichidzika): Murume nemudzimai vari kuparidza mundima isingawanzowaniki vanhu pamba. Pane yekutanga, saimba aenda kubasa, pane yechipiri, ari kuchipatara, uye pane yechitatu, aenda kunotenga. Vanowana saimba wekutanga pavanomushanyira manheru. Vanowana wechipiri pavanenge vachiparidza nezvingoro pedyo nechipatara. Vanoparidzira saimba wechitatu nekumufonera.