RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Kunyange zvazvo Jesu aiva Mudzidzisi mukuru kupfuura vese vakamborarama panyika, vanhu vakawanda vepanguva yake vakamuramba. Vakamurambirei? Munyaya ino tichakurukura zvikonzero zvina. Tichaonawo kuti nei vakawanda mazuva ano vachigumburwa nezvinotaurwa uye nezvinoitwa nevateveri vaJesu vechokwadi. Chinonyanya kukosha ndechekuti tichadzidza kuti nei tichigona kuva nekutenda kwakasimba muna Jesu kuitira kuti tisamuramba.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe