RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Kudzidzisa munhu chimwe chinhu zvinoreva kumubatsira kuti ave “nemafungiro, manzwiro uye maitiro akasiyana neaaimbova nawo.” Rugwaro rwedu rwegore rwa2020, urwo rwakatorwa pana Mateu 28:19, runotiyeuchidza kukosha kwakaita kudzidza Bhaibheri nevanhu uye kuvabatsira kuti vave vadzidzi vaJesu Kristu vakabhabhatidzwa. Munyaya ino neinotevera, tichaona zvatingaita kuti tiwedzere unyanzvi hwedu pakuita basa iri rinokosha chaizvo.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe