Mashoko Emuzasi
c KUTSANANGURWA KWEMUFANANIDZO PejiĀ 24: Pashure pekuona mavhidhiyo uye vamwe vari kushumira munyika dzinodiwa vaparidzi vakawanda, hanzvadzi inopayona inonzwa ichida kutevedzera zvavari kuita. Inozozadzisa chinangwa chayo chekushumira kunodiwa vaparidzi vakawanda.