Mashoko Emuzasi
b KUTSANANGURWA KWESHOKO: Shoko rekuti “rugare” rinoreva zvakawanda kwete kusavapo kwehondo chete. Shoko racho rechiHebheru rinopa pfungwa yekuva neutano hwakanaka, kuchengeteka, uye kugara zvakanaka.