Mashoko Emuzasi
a Unogara munyika yaunogona kunamata Jehovha wakasununguka here? Kana zvakadaro, uri kushandisa sei nguva iyi yerugare? Nyaya ino ichakubatsira kuona kuti ungatevedzera sei Mambo Asa weJudha uye vaKristu vekutanga. Vakashandisa zvakanaka nguva yainge isina chainetsa.