Mashoko Emuzasi
a Vakadzi vechiKristu vanosangana nematambudziko akawanda. Nyaya ino ichataura kuti tingatevedzera sei muenzaniso waJesu pakutsigira hanzvadzi dzedu dzechiKristu. Tichawana zvidzidzo kubva pakuwadzana kwaiita Jesu nevanhukadzi, kuvakoshesa kwaaiita uye kuvamiririra.