Mashoko Emuzasi
a Tese tinoda kunzwa tichidiwa naJehovha. Asi dzimwe nguva tinogona kutadza kuziva kuti tingaitei kuti tive vanhu vanokosha kwaari. Nyaya ino ichatibatsira kuona kuti mumwe nemumwe wedu ane basa rinokosha raanoita muungano.