Mashoko Emuzasi
e KUTSANANGURWA KWEMIFANANIDZO: Murume nemudzimai vakura vari kuramba vachishumira Jehovha vakatendeka pasinei nematambudziko. Vanoita kuti kutenda kwavo kurambe kwakasimba nekuramba vachifunga zvakavimbiswa naJehovha mune ramangwana.