RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Tiri kurarama munyika inotongwa naSatani, baba venhema. Saka zvinogona kutiomera kuramba tichifamba muchokwadi. Iri ndirowo dambudziko raisangana nevaKristu vekutanga. Jehovha akafemera muapostora Johani kuti anyore tsamba nhatu dzaizovabatsira, uye tsamba idzodzo dzinotibatsirawo. Zviri mutsamba idzodzo zvichatibatsira kuziva kuti zvii zvingatitadzisa kuramba tichifamba muchokwadi uye kuti tingaitei kuti tikunde matambudziko iwayo.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe