Mashoko Emuzasi
a Jehovha anoda kuti vaya vakarega kuwadzana neungano vadzoke kwaari. Tine zvakawanda zvatinogona kuita kuti tikurudzire vasingachaiti basa kuti vateerere mashoko aJehovha ekuti: “Dzokai kwandiri.” Munyaya ino tichaona kuti tingavabatsira sei kuti vadzoke.