Mashoko Emuzasi
a Munyaya yakapfuura, takakurukura nezvezvipo zvakasiyana-siyana zvinooneka zvatakapiwa naMwari. Nyaya ino ichataura nezvezvipo zvatisingaoni uye kuti tingaratidza sei kuti tinozvikoshesa. Ichatibatsirawo kuti tiwedzere kuonga Jehovha Mwari, uyo anotipa zvipo izvi.