Mashoko Emuzasi
b Zvataurwa pano zvinoratidza kuti hazvichaiti kuti titi mutongi weRoma ainzi Aurelian uyo akatonga muna 270 C.E kusvika muna 275 C.E. aiva “mambo wekuchamhembe” kana kuti Mambokadzi Zenobia uyo akatonga muna 267 C.E. kusvika muna 272 C.E. aiva “mambo wekumaodzanyemba.” Izvi zvinogadzirisa mashoko ari muzvitsauko 13 ne14 zvebhuku rinonzi Fungisisa Uprofita hwaDhanieri!