RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Vashumiri vaJehovha vakawanda vane matambudziko anokonzerwa nekukwegura kwavari kuita, uye vamwe vane zvirwere zvinovapedza simba zvishoma nezvishoma. Uye dzimwe nguva tese zvedu tinombonzwa kuti takaneta. Saka tingaona sekuti zvekumhanya munhangemutange hatingambozvigoni. Munyaya ino tichaona kuti tese zvedu tingamhanya sei tichitsungirira uye kuti tingaitei kuti tihwine munhangemutange yekuwana upenyu yakataurwa nemuapostora Pauro.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe