Mashoko Emuzasi
a Tiri vanhu vane chivi, saka tinowanzokurumidza kufungira vamwe zvisiri izvo. Asi kana ari Jehovha, “anoona zviri mumwoyo.” (1 Sam. 16:7) Nyaya ino ichataura nezvekubatsira kwaakaita Jona, Eriya, Hagari uye Roti. Ichatibatsira kuona kuti tingatevedzera sei Jehovha pamabatiro atinoita hama nehanzvadzi dzedu.