Mashoko Emuzasi
a Uri kufunga zvekubhabhatidzwa here? Kana zvakadaro, nyaya ino yakanyorwa pachinyanya kufungwa nezvako. Tichaongorora mibvunzo inokosha panyaya iyi. Mhinduro dzako dzichakubatsira kuona kana wagadzirira kubhabhatidzwa.