Mashoko Emuzasi
b KUTSANANGURWA KWEMASHOKO: Kuzvidya mwoyo kutya kana kunetseka nezvechimwe chinhu. Kunogona kukonzerwa nenyaya dzemari, nyaya dzeutano, matambudziko emhuri, kana mamwewo matambudziko. Tinogonawo kuzvidya mwoyo nezvatakambokanganisa kana kuti nematambudziko atiri kufungidzira kuti angaitika mune ramangwana.