Mashoko Emuzasi
a Dzimwe nguva tese tinozvidya mwoyo nematambudziko atinosangana nawo. Nyaya ino inotaura nezvevashumiri vaJehovha vatatu vakararama kare vaiva nezvinhu zvaiita kuti vazvidye mwoyo. Inotaurawo kuti Jehovha akanyaradza uye akazorodza sei mumwe nemumwe wavo.