Mashoko Emuzasi
a Musangano raJehovha mune rugare. Asi rugare irworwo runogona kukanganiswa kana tikatanga kuva neshanje. Munyaya ino, tichakurukura zvinhu zvinokonzera shanje. Tichakurukurawo kuti tingarwisa sei shanje uye kuti zvii zvatingaita kuti tive nerugare nevamwe.