Mashoko Emuzasi
b KUTSANANGURWA KWEMIFANANIDZO: Pamifananidzo yacho 4, mumwe nemumwe uri kuratidza baba nemwana wavo: Baba vachinyatsoteerera mwanakomana wavo. Baba vachipa mwanasikana wavo zvinodiwa pakurarama. Baba vachidzidzisa mwanakomana wavo. Baba vachinyaradza mwanakomana wavo. Mufananidzo weruoko rwaJehovha uri kuseri kwacho unotiyeuchidza kuti Jehovha anotibatsira munzira dzacho dzese.