RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Kubva paPendekosti ya33 C.E. kusvika panguva ino, Jehovha ari kupa vamwe vaKristu tariro inoshamisa yekutonga neMwanakomana wake kudenga. Asi vaKristu ava vanoziva sei kuti vakasarudzwa kuti vave neropafadzo iyi yakazonaka? Chii chinoitika munhu paanosarudzwa kuti aende kudenga? Nyaya ino ichapindura mibvunzo iyoyo. Zvairi kutaura zvakatorwa muNharireyomurindi yaJanuary 2016.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe