Mashoko Emuzasi
a Murume nemudzimai vanofanira kuva nevana here? Kana vakasarudza kuva navo, vanofanira kuva nevangani? Uye vangadzidzisa sei vana vavo kuti vade Jehovha uye vamushumire? Nyaya ino inotaura nezvevanhu vemazuva ano uye inotiudza mazano ari muBhaibheri anotibatsira kupindura mibvunzo iyoyo.