Mashoko Emuzasi
a Vanhu vakawanda vanotenda kuti Mwari ariko, asi havanyatsomuzivi. Zvinorevei kuziva Jehovha? Tinodzidzei pana Mozisi uye Mambo Dhavhidhi panyaya yekuva neushamwari hwepedyo naJehovha? Nyaya ino ichapindura mibvunzo iyoyo.