Mashoko Emuzasi
a Jehovha akaita urongwa hwekusunungura vaIsraeri pazvinhu zvakasiyana-siyana. Urongwa hwacho hwainzi Jubheri. VaKristu havasi pasi peMutemo waMozisi, asi zvinokosha kuti tidzidze nezveJubheri. Munyaya ino tichaona kuti Jubheri revaIsraeri rinotiyeuchidza sei nezveurongwa hwatakaitirwa naJehovha uye kuti urongwa hwacho hunotibatsira sei.