Mashoko Emuzasi
c KUTSANANGURWA KWEMUFANANIDZO: Mufananidzo uyu uri kuratidza zvingaitika ‘pakutambudzika kukuru.’ Hama nehanzvadzi dzakaungana pamwe chete mumba meimwe hama. Sezvo vaine ushamwari, vari kukwanisa kunyaradzana panguva iyoyo yakaoma. Hama nehanzvadzi idzodzo dzakagara dzaumba ushamwari hwakasimba dambudziko guru risati ratanga.