Mashoko Emuzasi
d Kuti uone panonyatsokurukurwa zvichaitika hondo yeAmagedhoni isati yatanga, ona chitsauko 21 chebhuku rinonzi Umambo hwaMwari Huri Kutonga! Kuti uone panotaura nezvekurwisa kuchaita Gogi weMagogi uye kuti Jehovha achadzivirira sei vanhu vake paAmagedhoni, ona Nharireyomurindi yaJuly 15, 2013 mapeji 3-8 uye yaJuly 15, 2015 mapeji 14-19.