Mashoko Emuzasi
h KUTSANANGURWA KWEMUFANANIDZO: Vanhu vari pachitoro chinotengesa kofi vari kunzwa nhau paTV dzekuziviswa kwemashoko ekuti “kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana.” Murume nemudzimai avo vambozorora muushumiri havasi kunyengerwa nezviri kubuda munhau.