RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

f Hatifaniriwo kupinda muzvirongwa zvemasangano ane paakabatana nezvitendero zvenhema uye hatidi kushandisa nzvimbo dzekutandarira dzezvitendero zvenhema. Semuenzaniso, kuti unzwe nezvekuti nei tisingafaniri kuva nhengo dzesangano rinonzi YMCA (Young Men’s Christian Association), ona “Mibvunzo Inobva Kuvaverengi” muNharireyomurindi yeChirungu yaJanuary 1, 1979. Hatifaniriwo kuva nhengo dzesangano rinonzi YWCA (Young Women’s Christian Association). Kunyange zvazvo mune dzimwe nyika masangano aya achiti haaiti zvechitendero, chokwadi ndechekuti zvaanoita zvine chekuita nechitendero.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe