Mashoko Emuzasi
a Tiri kutarisira kuti munguva pfupi iri kuuya, vatungamiriri venyika vachazivisa kuti: “Kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana!” Izvi zvicharatidza kuti kutambudzika kukuru kwava kutotanga. Jehovha anoda kuti tinge tichiitei kubva iye zvino kusvika pachataurwa mashoko iwayo? Nyaya ino ichapindura mibvunzo iyoyo.