Mashoko Emuzasi
a Nyaya ino nembiri dzinotevera dzinotsanangura kuti nei tingava nechokwadi chekuti Jehovha ndiMwari ane rudo uye anotonga zvakarurama. Anoda kuti vanhu vake vabatwe zvakanaka, uye anonyaradza vaya vakabatwa zvisina kunaka munyika ino yakaipa.