Mashoko Emuzasi
c Vakuru havana kupiwa basa rekudzika mitemo panyaya yevaraidzo. Asi muKristu mumwe nemumwe anofanira kushandisa hana yake yakadzidziswa neBhaibheri pakusarudza zvekuverenga, zvekuona kana kuti zvekuridza. Vabereki vakachenjera vanova nechokwadi chekuti mhuri yavo iri kuvaraidzwa nezvinhu zvisingapesani neBhaibheri.—Ona nyaya iri pajw.org® yakanzi “Mune Mafirimu, Mabhuku, Kana Nziyo Zvamunorambidza Here? Enda pakanzi NEZVEDU > MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA”.