Mashoko Emuzasi
a Jehovha anotiyambira nezvemweya yakaipa uye kukuvadza kwainoita vanhu. Inoedza sei kunyengera vanhu? Zvii zvatingaita kuti tikunde Satani nemadhimoni? Nyaya ino ichataura kuti Jehovha anotibatsira sei kuti tisatsauswe navo.