Mashoko Emuzasi
a Jesu paaiva panyika, inzwi raJehovha rakanzwika katatu richibva kudenga. Pamwe pacho Jehovha akaudza vadzidzi vaKristu kuti vateerere Mwanakomana wake. Mazuva ano Jehovha anotaura nesu achishandisa Shoko rake iro rinosanganisira dzidziso dzaJesu uye anotaurawo nesu achishandisa sangano rake. Nyaya ino ichataura kuti tinobatsirwa sei nekuteerera Jehovha naJesu.