Mashoko Emuzasi
a Tinodzidzei kuna Jehovha, Jesu, uye muSamariya aiva nemaperembudzi panyaya yekuratidza kuonga? Nyaya ino ichataura nezvevanhu ivavo, nevamwewo. Tichadzidza kuti nei zvichikosha chaizvo kuratidza kuti tiri vanhu vanoonga uye tichaona dzimwe nzira dzatingaratidza nadzo kuti tinoonga.