Mashoko Emuzasi
a Hapana munhu anoberekwa ari munyoro. Tinotofanira kushandira kuva vanyoro. Zviri nyore kuti tive vanyoro kana tiine vanhu vane rugare, asi zvinogona kutiomera kuti tirambe tiri vanyoro kana tiri pane vanhu vanozvikudza. Nyaya ino ichataura zvinhu zvatingafanira kukunda kuti tive vanyoro.