Mashoko Emuzasi
b KUTSANANGURWA KWEMIFANANIDZO: Hama yakasungirwa kutenda kwayo iri kukurudzirwa netsamba yabva kumhuri yayo. Iri kuona kuti vari kufunga nezvayo uye iri kufara kunzwa kuti mhuri yayo iri kurambawo yakatendeka kuna Jehovha pasinei nekusagadzikana kwezvematongerwo enyika kwavanogara.