Mashoko Emuzasi
d KUTSANANGURWA KWEMIFANANIDZO: Vanhu ava vemuungano ndivo vamboratidzwa vachipindura pachidzidzo cheNharireyomurindi. Kunyange zvazvo vaine mamiriro ezvinhu akasiyana-siyana, vese vanoronga kuti vave nenguva yekudzidza zvichakurukurwa pamusangano.