Mashoko Emuzasi
d Shoko rekuti “Usatya” rinotaurwa katatu pana Isaya 41:10, 13, ne14. Mavhesi iwayo anoshandisa shoko rekuti “ini” kakawanda achitaura nezvaJehovha. Nei Jehovha akafemera Isaya kuti ashandise shoko rekuti “ini” kakawanda? Aisimbisa chokwadi chinokosha chekuti tinongokwanisa kudzikama kana tikavimba naJehovha.