Mashoko Emuzasi
a Meribha iyi haisi iya yaiva pedyo neRefidhimu yainziwo Masa. Asi nzvimbo idzi dziri mbiri dzakatumidzwa kuti Meribha nekuda kwekupopota kwakaitika munzvimbo dzacho.—Ona mepu iri papeji 38 muKabhuku Kanobatsira Pakudzidza Shoko raMwari.