Mashoko Emuzasi
b Baba vaNoa, avo vaitya Mwari, vainzi Rameki, vakafa makore anenge 5 mafashamo asati aitika. Kana amai vaNoa uye vana vababa vake vaiva vapenyu pakatanga mafashamo, havana kupona.