RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Josefa anopedzisira kutaurwa nezvake Jesu paaiva nemakore 12. Jesu paakaita chishamiso chake chekutanga, chekuchinja mvura kuva waini, Josefa haataurwi nezvake ipapo uye hapana pamwe paanozotaurwa nezvake. Paakanga ari padanda rekutambudzikira Jesu akaita kuti Mariya azochengetwa naJohani. Kudai Josefa aiva mupenyu, Jesu angangodaro asina kumboita izvozvo.​—Joh. 19:26, 27.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe